Eksodho 3:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Jehovha akatizve: “Chokwadi ndaona kutambudzika kwevanhu vangu vari muIjipiti, uye ndanzwa kuchema kwavo nokuda kwevaya vanovamanikidza kuti vashande; nokuti ndinonyatsoziva kurwadziwa kwavo.+ Dheuteronomi 26:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Takatanga kuchema kuna Jehovha Mwari wemadzitateguru edu,+ Jehovha akanzwa inzwi redu,+ akaona kutambudzika kwedu nokunetseka kwedu nokudzvinyirirwa kwedu.+
7 Jehovha akatizve: “Chokwadi ndaona kutambudzika kwevanhu vangu vari muIjipiti, uye ndanzwa kuchema kwavo nokuda kwevaya vanovamanikidza kuti vashande; nokuti ndinonyatsoziva kurwadziwa kwavo.+
7 Takatanga kuchema kuna Jehovha Mwari wemadzitateguru edu,+ Jehovha akanzwa inzwi redu,+ akaona kutambudzika kwedu nokunetseka kwedu nokudzvinyirirwa kwedu.+