Mabasa 24:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Asi, makore maviri paakapera, Ferikisi akatsiviwa naPokiyo Festo; uye nokuti Ferikisi aida kunzi akanaka+ nevaJudha akasiya Pauro akasungwa.
27 Asi, makore maviri paakapera, Ferikisi akatsiviwa naPokiyo Festo; uye nokuti Ferikisi aida kunzi akanaka+ nevaJudha akasiya Pauro akasungwa.