Isaya 39:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Zvino Isaya akati kuna Hezekiya:+ “Chinzwa shoko raJehovha wemauto, Isaya 66:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Inzwai shoko raJehovha, imi munodedereswa neshoko rake:+ “Hama dzenyu dziri kukuvengai,+ dziri kukudzingai nokuda kwezita rangu,+ dzakati: ‘Jehovha ngaakudzwe!’+ Iye achazviratidza achifara nokuda kwenyu,+ uye ivo ndivo vachanyadziswa.”+ Mabasa 11:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Zvino pavakanzwa zvinhu izvi, vakabvuma,+ uye vakakudza Mwari,+ vachiti: “Zvinoka, Mwari apawo vanhu vemamwe marudzi mukana wokupfidza nokuda kwoupenyu.”+ 2 VaTesaronika 1:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 kuti zita raShe wedu Jesu rikudzwe mamuri,+ uye imi muri pamwe naye,+ maererano nomutsa usina kukodzera kuwanwa+ waMwari wedu nowaShe Jesu Kristu.
5 Inzwai shoko raJehovha, imi munodedereswa neshoko rake:+ “Hama dzenyu dziri kukuvengai,+ dziri kukudzingai nokuda kwezita rangu,+ dzakati: ‘Jehovha ngaakudzwe!’+ Iye achazviratidza achifara nokuda kwenyu,+ uye ivo ndivo vachanyadziswa.”+
18 Zvino pavakanzwa zvinhu izvi, vakabvuma,+ uye vakakudza Mwari,+ vachiti: “Zvinoka, Mwari apawo vanhu vemamwe marudzi mukana wokupfidza nokuda kwoupenyu.”+
12 kuti zita raShe wedu Jesu rikudzwe mamuri,+ uye imi muri pamwe naye,+ maererano nomutsa usina kukodzera kuwanwa+ waMwari wedu nowaShe Jesu Kristu.