2 Madzimambo 5:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Naamani akatsamwa,+ akatanga kuenda achiti: “Ndanga ndati,+ ‘Achabuda ouya kwandiri, omira, odana zita raJehovha Mwari wake, opuruzira panzvimbo yacho noruoko rwake, oporesa ane maperembudzi.’
11 Naamani akatsamwa,+ akatanga kuenda achiti: “Ndanga ndati,+ ‘Achabuda ouya kwandiri, omira, odana zita raJehovha Mwari wake, opuruzira panzvimbo yacho noruoko rwake, oporesa ane maperembudzi.’