Genesisi 18:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Hamungambofungi kuita saizvozvi, kuuraya munhu akarurama pamwe chete neakaipa kuti akarurama aitirwe zvinoitirwa akaipa!+ Hamungambofungi zvakadaro.+ Mutongi wenyika yose haasi kuzoita zvakarurama here?”+
25 Hamungambofungi kuita saizvozvi, kuuraya munhu akarurama pamwe chete neakaipa kuti akarurama aitirwe zvinoitirwa akaipa!+ Hamungambofungi zvakadaro.+ Mutongi wenyika yose haasi kuzoita zvakarurama here?”+