VaEfeso 2:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Chokwadi, imi makaponeswa nokutenda pachishandiswa mutsa uyu usina kukodzera kuwanwa;+ uye izvi hazvina kuitika nokuda kwenyu,+ iwo chipo chaMwari.+
8 Chokwadi, imi makaponeswa nokutenda pachishandiswa mutsa uyu usina kukodzera kuwanwa;+ uye izvi hazvina kuitika nokuda kwenyu,+ iwo chipo chaMwari.+