Isaya 56:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 56 Zvanzi naJehovha: “Ruramisirai,+ uye itai zvakarurama.+ Nokuti ruponeso rwangu rwasvika kuti ruitike,+ uye kururama kwangu kuti kuratidzwe.+
56 Zvanzi naJehovha: “Ruramisirai,+ uye itai zvakarurama.+ Nokuti ruponeso rwangu rwasvika kuti ruitike,+ uye kururama kwangu kuti kuratidzwe.+