Mabasa 18:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Akawana mumwe muJudha ainzi Akwira,+ wokuPontasi akanga achangosvika achibva kuItari,+ nomudzimai wake Prisira, nokuti Kraudhiyo+ akanga arayira vaJudha vose kuti vabve muRoma. Naizvozvo akaenda kwavari Mabasa 18:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Murume uyu akatanga kutaura noushingi musinagogi. Prisira naAkwira+ pavakamunzwa, vakamutora, vakava naye, vakamutsanangurira nzira yaMwari zvakanyatsorurama. 1 VaKorinde 16:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Ungano dzeEzhiya dzinokukwazisai.+ Akwira naPriska pamwe chete neungano iri mumba mavo+ vanokukwazisai nomwoyo wose munaShe. 2 Timoti 4:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Ndikwazisirewo Priska+ naAkwira neimba yaOnesiforasi.+
2 Akawana mumwe muJudha ainzi Akwira,+ wokuPontasi akanga achangosvika achibva kuItari,+ nomudzimai wake Prisira, nokuti Kraudhiyo+ akanga arayira vaJudha vose kuti vabve muRoma. Naizvozvo akaenda kwavari
26 Murume uyu akatanga kutaura noushingi musinagogi. Prisira naAkwira+ pavakamunzwa, vakamutora, vakava naye, vakamutsanangurira nzira yaMwari zvakanyatsorurama.
19 Ungano dzeEzhiya dzinokukwazisai.+ Akwira naPriska pamwe chete neungano iri mumba mavo+ vanokukwazisai nomwoyo wose munaShe.