2 VaKorinde 8:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nokuti munoziva mutsa usina kukodzera kuwanwa waShe wedu Jesu Kristu, kuti kunyange akanga akapfuma akava murombo nokuda kwenyu,+ kuti muve vapfumi+ nourombo hwake. VaEfeso 3:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 uye kuti muzive rudo rwaKristu+ runopfuura zivo, kuti muzadzwe nezvinhu zvizere+ zvinopiwa naMwari.
9 Nokuti munoziva mutsa usina kukodzera kuwanwa waShe wedu Jesu Kristu, kuti kunyange akanga akapfuma akava murombo nokuda kwenyu,+ kuti muve vapfumi+ nourombo hwake.
19 uye kuti muzive rudo rwaKristu+ runopfuura zivo, kuti muzadzwe nezvinhu zvizere+ zvinopiwa naMwari.