2 VaKorinde 11:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 pabasa nepakushanda zvakaoma, pakusarara usiku+ kazhinji, pakuva nenzara nenyota,+ pakuzvinyima zvokudya+ kazhinji, pachando nepakusava nezvokupfeka.
27 pabasa nepakushanda zvakaoma, pakusarara usiku+ kazhinji, pakuva nenzara nenyota,+ pakuzvinyima zvokudya+ kazhinji, pachando nepakusava nezvokupfeka.