2 Timoti 1:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 kuna Timoti, mwana anodiwa:+ Mutsa usina kukodzera kuwanwa, ngoni norugare zvinobva kuna Mwari Baba nokuna Kristu Jesu Ishe wedu ngazvive newe.+
2 kuna Timoti, mwana anodiwa:+ Mutsa usina kukodzera kuwanwa, ngoni norugare zvinobva kuna Mwari Baba nokuna Kristu Jesu Ishe wedu ngazvive newe.+