VaGaratiya 6:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Hama, kunyange mumwe munhu akadarika+ asati azviziva, imi mune zvinodiwa zvomudzimu+ edzai kururamisa munhu akadaro nounyoro,+ muchizvichenjerera,+ muchityira kuti nemiwo mungaedzwa.+
6 Hama, kunyange mumwe munhu akadarika+ asati azviziva, imi mune zvinodiwa zvomudzimu+ edzai kururamisa munhu akadaro nounyoro,+ muchizvichenjerera,+ muchityira kuti nemiwo mungaedzwa.+