Genesisi 35:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Israeri paakanga achigara+ munyika iyoyo, pane imwe nguva Rubheni akaenda, akarara naBhiriha murongo wababa vake, Israeri akazvinzwa.+ Naizvozvo vanakomana vaJakobho vakava gumi nevaviri. Revhitiko 18:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 “‘Usafukura mudzimai wababa vako.+ Zvakafanana nokufukura baba vako. Dheuteronomi 22:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 “Hapana murume anofanira kutora mudzimai wababa vake, kuti arege kufukura nguo yababa vake.+
22 Israeri paakanga achigara+ munyika iyoyo, pane imwe nguva Rubheni akaenda, akarara naBhiriha murongo wababa vake, Israeri akazvinzwa.+ Naizvozvo vanakomana vaJakobho vakava gumi nevaviri.