VaGaratiya 6:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Nokuti kudzingiswa kana kusadzingiswa hazvikoshi,+ asi chisikwa chitsva+ ndicho chinokosha. VaKorose 3:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 pane izvi hapana muGiriki kana muJudha, kudzingiswa kana kusadzingiswa, munhu wokune imwe nyika, muSitiya, muranda, munhu akasununguka,+ asi Kristu ndiye zvinhu zvose uye ari muna vose.+
11 pane izvi hapana muGiriki kana muJudha, kudzingiswa kana kusadzingiswa, munhu wokune imwe nyika, muSitiya, muranda, munhu akasununguka,+ asi Kristu ndiye zvinhu zvose uye ari muna vose.+