VaGaratiya 6:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nokuti kana munhu achifunga kuti iye chimwe chinhu asi iye asiri chinhu,+ ari kunyengera pfungwa dzake.
3 Nokuti kana munhu achifunga kuti iye chimwe chinhu asi iye asiri chinhu,+ ari kunyengera pfungwa dzake.