Mateu 8:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Zvino Jesu, paakapinda mumba maPetro, akaona amai vomudzimai wake+ varere vachirwara nefivha.+ Johani 1:42 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 42 Iye akaenda naye kuna Jesu. Jesu paakamutarira,+ akati: “Ndiwe Simoni+ mwanakomana waJohani;+ iwe uchanzi Kefasi” (zvinoshandurwa kuti Petro).+
42 Iye akaenda naye kuna Jesu. Jesu paakamutarira,+ akati: “Ndiwe Simoni+ mwanakomana waJohani;+ iwe uchanzi Kefasi” (zvinoshandurwa kuti Petro).+