1 VaKorinde 2:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Tinotaurawo zvinhu izvi, kwete nemashoko anodzidziswa nouchenjeri hwevanhu,+ asi neaya anodzidziswa nomudzimu,+ patinotsanangura zvinhu zvomudzimu tichishandisa mashoko omudzimu.+ VaGaratiya 1:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Nokuti hama, ndinokuzivisai kuti mashoko akanaka andakazivisa ndichiti mashoko akanaka haasi chinhu chomunhu;+
13 Tinotaurawo zvinhu izvi, kwete nemashoko anodzidziswa nouchenjeri hwevanhu,+ asi neaya anodzidziswa nomudzimu,+ patinotsanangura zvinhu zvomudzimu tichishandisa mashoko omudzimu.+
11 Nokuti hama, ndinokuzivisai kuti mashoko akanaka andakazivisa ndichiti mashoko akanaka haasi chinhu chomunhu;+