Mabasa 20:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Imi munozviziva kuti maoko aya akashandira zvinhu zvandaida+ nezvevaya vandaiva navo.