Mateu 5:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 “Vanofara vakachena mumwoyo,+ nokuti vachaona Mwari.+ 1 Johani 3:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Vadiwa, zvino tiri vana vaMwari,+ asi zvatichazova hazvisati zvaratidzwa pachena.+ Tinoziva kuti chero panguva ipi zvayo yaachazoratidzwa pachena+ tichafanana naye,+ nokuti tichamuona sezvaakaita.+ Zvakazarurwa 22:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 vachaona chiso chake,+ uye zita rake richava pahuma dzavo.+
2 Vadiwa, zvino tiri vana vaMwari,+ asi zvatichazova hazvisati zvaratidzwa pachena.+ Tinoziva kuti chero panguva ipi zvayo yaachazoratidzwa pachena+ tichafanana naye,+ nokuti tichamuona sezvaakaita.+