Mabasa 2:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 vose vakazadzwa nomudzimu mutsvene,+ vakatanga kutaura nedzimwe ndimi,+ sokupiwa kwavakanga vachiitwa nomudzimu kuti vataure.
4 vose vakazadzwa nomudzimu mutsvene,+ vakatanga kutaura nedzimwe ndimi,+ sokupiwa kwavakanga vachiitwa nomudzimu kuti vataure.