2 VaKorinde 10:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Nokuti kunyange kana ndikanyanya kuzvirumbidza+ pamusoro pesimba ratakapiwa naShe kuti tikuvakei kwete kuti tikuputsei,+ handinganyadziswi, 2 VaKorinde 11:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Ndinotaurazve kuti, Ngaparege kuva nomunhu anofunga kuti ndiri benzi. Zvisinei, kana muchidaro, ndigamuchirei kunyange zvazvo ndingava benzi, kuti iniwo ndizvirumbidze zvishoma.+
8 Nokuti kunyange kana ndikanyanya kuzvirumbidza+ pamusoro pesimba ratakapiwa naShe kuti tikuvakei kwete kuti tikuputsei,+ handinganyadziswi,
16 Ndinotaurazve kuti, Ngaparege kuva nomunhu anofunga kuti ndiri benzi. Zvisinei, kana muchidaro, ndigamuchirei kunyange zvazvo ndingava benzi, kuti iniwo ndizvirumbidze zvishoma.+