2 VaKorinde 10:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Chokwadi ndinokumbira kuti, pandinenge ndava ikoko, ndirege kuzova noushingi hwandinotarisira kuva nahwo pandinotora matanho oushingi+ pamusoro pevamwe vanotiona sokunge tinofamba maererano nezvatiri panyama. 2 VaKorinde 13:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Ndakambotaura kare uye, sokunge kuti ndiripo kechipiri asi ini ndisipo zvino, ndinofanotaura kune vaya vakambotadza uye kune vamwe vose, kuti kana ndikauyazve handizoregi chero munhu upi zvake,+
2 Chokwadi ndinokumbira kuti, pandinenge ndava ikoko, ndirege kuzova noushingi hwandinotarisira kuva nahwo pandinotora matanho oushingi+ pamusoro pevamwe vanotiona sokunge tinofamba maererano nezvatiri panyama.
2 Ndakambotaura kare uye, sokunge kuti ndiripo kechipiri asi ini ndisipo zvino, ndinofanotaura kune vaya vakambotadza uye kune vamwe vose, kuti kana ndikauyazve handizoregi chero munhu upi zvake,+