2 VaKorinde 12:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Nguva iyi yose mave muchifunga kuti tanga tichizvidzivirira pamberi penyu here? Tiri kutaura tiri pamwe naKristu tiri pamberi paMwari. Asi, vadiwa, zvinhu zvose zviripo kuti imi muvakwe.+
19 Nguva iyi yose mave muchifunga kuti tanga tichizvidzivirira pamberi penyu here? Tiri kutaura tiri pamwe naKristu tiri pamberi paMwari. Asi, vadiwa, zvinhu zvose zviripo kuti imi muvakwe.+