Mabasa 22:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Iye akati, ‘Mwari wemadzitateguru+ edu akusarudza+ kuti usvike pakuziva kuda kwake uye kuti uone+ Iye akarurama+ uye kuti unzwe inzwi romuromo wake,+
14 Iye akati, ‘Mwari wemadzitateguru+ edu akusarudza+ kuti usvike pakuziva kuda kwake uye kuti uone+ Iye akarurama+ uye kuti unzwe inzwi romuromo wake,+