Mabasa 12:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Asi akavaninira+ noruoko rwake kuti vanyarare, akavaudza zvose kuti Jehovha akanga amubudisa sei mujeri, uye akati: “Muudze Jakobho+ pamwe chete nehama zvinhu izvi.” Naizvozvo akabuda, akaenda kune imwe nzvimbo.
17 Asi akavaninira+ noruoko rwake kuti vanyarare, akavaudza zvose kuti Jehovha akanga amubudisa sei mujeri, uye akati: “Muudze Jakobho+ pamwe chete nehama zvinhu izvi.” Naizvozvo akabuda, akaenda kune imwe nzvimbo.