Jakobho 1:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Asi kutsungirira ngakupedze basa rakwo, kuti muve vakakwana+ uye vakanaka muzvinhu zvose, pasina chamunoshayiwa.+
4 Asi kutsungirira ngakupedze basa rakwo, kuti muve vakakwana+ uye vakanaka muzvinhu zvose, pasina chamunoshayiwa.+