VaRoma 7:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Somuenzaniso, mukadzi akaroorwa akasungwa nomutemo kumurume wake paanenge achiri mupenyu; asi kana murume wake akafa, iye asunungurwa pamutemo womurume wake.+
2 Somuenzaniso, mukadzi akaroorwa akasungwa nomutemo kumurume wake paanenge achiri mupenyu; asi kana murume wake akafa, iye asunungurwa pamutemo womurume wake.+