Johani 10:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 “Ndine mamwe makwai,+ asiri edanga rino;+ iwayowo ndinofanira kuuya nawo, achateerera inzwi rangu,+ uye achava boka rimwe chete, pasi pomufudzi mumwe chete.+ VaFiripi 2:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 kuti muzita raJesu mabvi ose apfugame, evaya vari kudenga nevaya vari panyika nevaya vari pasi pevhu,+
16 “Ndine mamwe makwai,+ asiri edanga rino;+ iwayowo ndinofanira kuuya nawo, achateerera inzwi rangu,+ uye achava boka rimwe chete, pasi pomufudzi mumwe chete.+
10 kuti muzita raJesu mabvi ose apfugame, evaya vari kudenga nevaya vari panyika nevaya vari pasi pevhu,+