VaKorose 3:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Imi varanda, teererai vaya vari vanatenzi venyu panyama muzvinhu zvose,+ kwete kushanda pamunenge muchionekwa, sevanhu vanofadza vanhu,+ asi nomwoyo wose, muchitya Jehovha.+
22 Imi varanda, teererai vaya vari vanatenzi venyu panyama muzvinhu zvose,+ kwete kushanda pamunenge muchionekwa, sevanhu vanofadza vanhu,+ asi nomwoyo wose, muchitya Jehovha.+