1 VaKorinde 2:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Tinotaurawo zvinhu izvi, kwete nemashoko anodzidziswa nouchenjeri hwevanhu,+ asi neaya anodzidziswa nomudzimu,+ patinotsanangura zvinhu zvomudzimu tichishandisa mashoko omudzimu.+ 2 Petro 1:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Aiwa, hatina kukuzivisai simba nokuvapo kwaShe wedu Jesu Kristu+ tichitevera ngano dzakanyatsorukwa,+ asi takazviita nokuva zvapupu zvakaona ukuru hwake.+
13 Tinotaurawo zvinhu izvi, kwete nemashoko anodzidziswa nouchenjeri hwevanhu,+ asi neaya anodzidziswa nomudzimu,+ patinotsanangura zvinhu zvomudzimu tichishandisa mashoko omudzimu.+
16 Aiwa, hatina kukuzivisai simba nokuvapo kwaShe wedu Jesu Kristu+ tichitevera ngano dzakanyatsorukwa,+ asi takazviita nokuva zvapupu zvakaona ukuru hwake.+