VaRoma 8:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Nokuti zvisikwa+ zviri kumirira nomwoyo wose zvichitarisira+ kuratidzwa kwevanakomana vaMwari.+