2 VaTesaronika 1:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Hama, tinosungirwa kuti tigare tichionga Mwari nokuda kwenyu,+ zvazvakakodzera, nokuti kutenda kwenyu kuri kukura+ kwazvo uye rudo rwenyu mose zvenyu ruri kuwedzera kune mumwe nomumwe.+
3 Hama, tinosungirwa kuti tigare tichionga Mwari nokuda kwenyu,+ zvazvakakodzera, nokuti kutenda kwenyu kuri kukura+ kwazvo uye rudo rwenyu mose zvenyu ruri kuwedzera kune mumwe nomumwe.+