Mabasa 11:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Zvino pavakanzwa zvinhu izvi, vakabvuma,+ uye vakakudza Mwari,+ vachiti: “Zvinoka, Mwari apawo vanhu vemamwe marudzi mukana wokupfidza nokuda kwoupenyu.”+
18 Zvino pavakanzwa zvinhu izvi, vakabvuma,+ uye vakakudza Mwari,+ vachiti: “Zvinoka, Mwari apawo vanhu vemamwe marudzi mukana wokupfidza nokuda kwoupenyu.”+