VaEfeso 2:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Nokuti tiri chibereko chebasa rake+ uye takasikwa+ tiri pamwe+ naKristu Jesu nokuda kwemabasa akanaka,+ ayo Mwari akafanogadzira+ kuti tifambe maari.
10 Nokuti tiri chibereko chebasa rake+ uye takasikwa+ tiri pamwe+ naKristu Jesu nokuda kwemabasa akanaka,+ ayo Mwari akafanogadzira+ kuti tifambe maari.