Eksodho 25:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Maererano nezvose zvandiri kukuratidza somufananidzo wetebhenekeri uye mufananidzo wemidziyo yayo yose, igadzirei saizvozvo.+
9 Maererano nezvose zvandiri kukuratidza somufananidzo wetebhenekeri uye mufananidzo wemidziyo yayo yose, igadzirei saizvozvo.+