Mabasa 2:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 “Vanhu vaIsraeri, inzwai mashoko aya: Jesu wokuNazareta,+ munhu akaratidzwa pachena naMwari kwamuri nemabasa esimba+ nezvishamiso nezviratidzo zvakaitwa naMwari achishandisa iye pakati penyu,+ sezvamunoziva imi, 1 VaKorinde 2:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 uye kutaura kwangu nezvandakaparidza zvakanga zvisina mashoko okunyengetedza ouchenjeri asi zvairatidza kuva nomudzimu nesimba,+
22 “Vanhu vaIsraeri, inzwai mashoko aya: Jesu wokuNazareta,+ munhu akaratidzwa pachena naMwari kwamuri nemabasa esimba+ nezvishamiso nezviratidzo zvakaitwa naMwari achishandisa iye pakati penyu,+ sezvamunoziva imi,
4 uye kutaura kwangu nezvandakaparidza zvakanga zvisina mashoko okunyengetedza ouchenjeri asi zvairatidza kuva nomudzimu nesimba,+