VaHebheru 9:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 saizvozvowo Kristu akabayirwa kamwe chete+ zvachose kuti atakure zvivi zvevazhinji;+ uye panguva yechipiri+ yaanooneka+ zvichaitika asisina chokuita nechivi+ uye kune vaya vari kumutsvaka nomwoyo wose kuti vaponeswe.+
28 saizvozvowo Kristu akabayirwa kamwe chete+ zvachose kuti atakure zvivi zvevazhinji;+ uye panguva yechipiri+ yaanooneka+ zvichaitika asisina chokuita nechivi+ uye kune vaya vari kumutsvaka nomwoyo wose kuti vaponeswe.+