Johani 6:51 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 51 Ndini chingwa chipenyu chakaburuka chichibva kudenga; kana munhu akadya chingwa ichi achararama nokusingaperi; uye, chokwadi, chingwa chandichapa inyama+ yangu nokuda kwoupenyu hwenyika.”+ VaHebheru 6:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 makapinda mutungamiriri nokuda kwedu,+ iye Jesu, uyo ava mupristi mukuru nokusingaperi maererano nezvakanga zvakaita Merekizedheki.+
51 Ndini chingwa chipenyu chakaburuka chichibva kudenga; kana munhu akadya chingwa ichi achararama nokusingaperi; uye, chokwadi, chingwa chandichapa inyama+ yangu nokuda kwoupenyu hwenyika.”+
20 makapinda mutungamiriri nokuda kwedu,+ iye Jesu, uyo ava mupristi mukuru nokusingaperi maererano nezvakanga zvakaita Merekizedheki.+