1 Samueri 3:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 VaIsraeri vose kubvira kuDhani kusvikira kuBheeri-shebha+ vakaziva kuti Samueri ndiye akanga abvumirwa kuti ave muprofita waJehovha.+
20 VaIsraeri vose kubvira kuDhani kusvikira kuBheeri-shebha+ vakaziva kuti Samueri ndiye akanga abvumirwa kuti ave muprofita waJehovha.+