1 Madzimambo 19:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Jezebheri akabva atuma nhume kuna Eriya, achiti: “Vanamwari ngavaite saizvozvo,+ uye ngavawedzere pazviri saizvozvo,+ kana mangwana panguva ino ndisingazoiti kuti mweya wako uve somweya womumwe nomumwe wavo!”
2 Jezebheri akabva atuma nhume kuna Eriya, achiti: “Vanamwari ngavaite saizvozvo,+ uye ngavawedzere pazviri saizvozvo,+ kana mangwana panguva ino ndisingazoiti kuti mweya wako uve somweya womumwe nomumwe wavo!”