1 VaKorinde 9:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Naizvozvo, mamhanyiro+ andiri kuita haasi asina chokwadi; makandiro andiri kuita zvibhakera ndeokuti ndisarova mhepo;+ VaFiripi 3:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Hama, handizvioni sendatoubata; asi kune chinhu chimwe chete pamusoro pawo: Ndichikanganwa zvinhu zviri shure,+ uye ndichisveerera zvinhu zviri mberi,+ 1 Petro 2:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Naizvozvo, bvisai zvakaipa+ zvose nemanomano ose nounyengeri neshanje nokunyeya kwemarudzi ose,+
26 Naizvozvo, mamhanyiro+ andiri kuita haasi asina chokwadi; makandiro andiri kuita zvibhakera ndeokuti ndisarova mhepo;+
13 Hama, handizvioni sendatoubata; asi kune chinhu chimwe chete pamusoro pawo: Ndichikanganwa zvinhu zviri shure,+ uye ndichisveerera zvinhu zviri mberi,+