Zvirevo 11:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Munhu akaipa anowana mubayiro wenhema,+ asi anodyara kururama anowana mubayiro wechokwadi.+ Isaya 32:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Basa rokururama kwechokwadi richava rugare;+ uye kubatsira kwokururama kwechokwadi, kuchava runyararo nokuchengeteka nokusingagumi.+
17 Basa rokururama kwechokwadi richava rugare;+ uye kubatsira kwokururama kwechokwadi, kuchava runyararo nokuchengeteka nokusingagumi.+