VaKorose 3:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Asi zvino bvisai zvose pamuri+ zvinoti, hasha, kutsamwa, zvinhu zvakaipa, kutuka,+ uye bvisai kutaura kunonyadzisa+ mumiromo yenyu. 1 Petro 2:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Naizvozvo, bvisai zvakaipa+ zvose nemanomano ose nounyengeri neshanje nokunyeya kwemarudzi ose,+
8 Asi zvino bvisai zvose pamuri+ zvinoti, hasha, kutsamwa, zvinhu zvakaipa, kutuka,+ uye bvisai kutaura kunonyadzisa+ mumiromo yenyu.