Mateu 13:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Kana iri iya yakadyarwa paivhu rakanaka, uyu ndiye anonzwa shoko achirinzwisisa, anobereka zvibereko oita, uyu zana, uyo makumi matanhatu, mumwe makumi matatu.”+
23 Kana iri iya yakadyarwa paivhu rakanaka, uyu ndiye anonzwa shoko achirinzwisisa, anobereka zvibereko oita, uyu zana, uyo makumi matanhatu, mumwe makumi matatu.”+