1 VaKorinde 13:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Rudo harumboperi.+ Asi kana zviri zvipo zvokuprofita, zvichagumiswa; kana dziri ndimi, dzichaguma; kana iri zivo, ichagumiswa.+ VaKorose 3:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Asi, kunze kwezvinhu zvose izvi, pfekai rudo,+ nokuti irwo chisungo+ chakakwana chokubatana.
8 Rudo harumboperi.+ Asi kana zviri zvipo zvokuprofita, zvichagumiswa; kana dziri ndimi, dzichaguma; kana iri zivo, ichagumiswa.+