VaFiripi 3:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Hama, ivai vatevedzeri+ vangu makabatana, uye rambai makatarira vaya vari kufamba maererano nomuenzaniso wamunoona matiri.+
17 Hama, ivai vatevedzeri+ vangu makabatana, uye rambai makatarira vaya vari kufamba maererano nomuenzaniso wamunoona matiri.+