Judha 5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Ndinoda kukuyeuchidzai, pasinei nokuziva kwamunoita zvinhu zvose+ kamwe chete zvachose, kuti Jehovha, kunyange akaponesa vanhu kubva munyika yeIjipiti,+ pashure pacho akaparadza vaya vakanga vasingaratidzi kutenda.+
5 Ndinoda kukuyeuchidzai, pasinei nokuziva kwamunoita zvinhu zvose+ kamwe chete zvachose, kuti Jehovha, kunyange akaponesa vanhu kubva munyika yeIjipiti,+ pashure pacho akaparadza vaya vakanga vasingaratidzi kutenda.+