1 VaKorinde 2:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Asi munhu wenyama haagamuchiri zvinhu zvomudzimu waMwari, nokuti upenzi kwaari; uye haagoni kusvika pakuzviziva,+ nokuti zvinoongororwa mumudzimu. Judha 19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Ava ndivo vanoparadzanisa,+ vanoita semhuka,+ vasina mudzimu waMwari.+
14 Asi munhu wenyama haagamuchiri zvinhu zvomudzimu waMwari, nokuti upenzi kwaari; uye haagoni kusvika pakuzviziva,+ nokuti zvinoongororwa mumudzimu.