VaEfeso 5:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Nokuti munoziva izvi, uye munonyatsozviziva, kuti hapana chifeve+ kana munhu asina kuchena kana munhu anokara+—zvinoreva kuva munhu anonamata zvidhori—ane nhaka chero ipi zvayo muumambo hwaKristu nohwaMwari.+
5 Nokuti munoziva izvi, uye munonyatsozviziva, kuti hapana chifeve+ kana munhu asina kuchena kana munhu anokara+—zvinoreva kuva munhu anonamata zvidhori—ane nhaka chero ipi zvayo muumambo hwaKristu nohwaMwari.+