Zvakazarurwa 2:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Nyorera ngirozi+ yeungano iri muEfeso,+ kuti: Izvi ndizvo zvinhu zvinotaurwa naiye akabata nyeredzi nomwe+ muruoko rwake rworudyi, iye anofamba pakati pezvigadziko zvemarambi zvendarama zvinomwe,+
2 “Nyorera ngirozi+ yeungano iri muEfeso,+ kuti: Izvi ndizvo zvinhu zvinotaurwa naiye akabata nyeredzi nomwe+ muruoko rwake rworudyi, iye anofamba pakati pezvigadziko zvemarambi zvendarama zvinomwe,+